Mateo 23:9 - Shona BIBLE9 Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Musaidza munhu uri panyika ɓaɓa ʋenyu, nokuti mumŋe cete ndiƂaɓa ʋenyu, iʋo ʋari kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga. Viz kapitola |