Mateo 23:4 - Shona BIBLE4 Vanosunga mitoro inorema, inotambudza kutakura, vachiisa pamafudzi avanhu, asi ivo vamene havadi kuibata nomunwe wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋanosuŋga mitoro inorema, inotambudza kutakura, ʋaciiisa pamafudzi aʋanhu, asi iʋo ʋamene haʋaɗi kuiɓata nomunwe waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vanosunga mitoro inorema, inotambudza kutakura, vachiisa pamafudzi avanhu, asi ivo vamene havadi kuibata nomunwe wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanotakudza vanhu mitoro isingatakuriki vachiisa pamafudzi avanhu asi ivo pachavo havadi kuibata kana nomune wavo zvawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanotakudza vanhu mitoro isingatakuriki vachiisa pamafudzi avanhu asi ivo pachavo havadi kuibata kana nomune wavo zvawo. Viz kapitola |