Mateo 23:33 - Shona BIBLE33 Imi nyoka, imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutonga kweGehena? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Imi nyoka, imi ʋana ʋenyoka! Mucatiza seiko kutoŋga kweGehena? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Imi nyoka, imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutonga kweGehena? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Imi nyoka dzavanhu navana venyoka, muchapunyuka sei kutongerwa moto muzhinji? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Imi nyoka dzavanhu navana venyoka, muchapunyuka sei kutongerwa moto muzhinji? Viz kapitola |