Mateo 23:31 - Shona BIBLE31 Saka munozvipupurira kuti muri vanakomana vavakauraya vaporofita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Saka munoɀipupurira kuti muri ʋanakomana ʋaʋakaʋuraya ʋaprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Saka munozvipupurira kuti muri vanakomana vavakauraya vaporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Naizvozvo muri kutopa umboo hunokurovererai kuti imi muri vana vemhondi dzakauraya vaporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Naizvozvo muri kutopa umboo hunokurovererai kuti imi muri vana vemhondi dzakauraya vaporofita. Viz kapitola |