Mateo 23:3 - Shona BIBLE3 saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 saka ɀose ɀaʋanokuʋudzai, muɀiite nokuɀiceŋgeta, asi musateʋera maɓasa aʋo; nokuti ʋanotaura, asi haʋaiti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza. Viz kapitola |