Mateo 23:28 - Shona BIBLE28 Saizvozvo nemiwo munoonekwa navanhu kunze kwenyu makaita samakarurama, asi mukati muzere nokunyengera nokuipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo nemi ʋo munoʋonekwa naʋanhu kunze kwenyu makaita samakarurama, asi mukati muzere nokunyeŋgera nokuipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvo nemiwo munoonekwa navanhu kunze kwenyu makaita samakarurama, asi mukati muzere nokunyengera nokuipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Nemiwo, kunze, munotaridzika savanhu vakarurama kuvanhu asi mukati muzere nokubata vanhu kumeso uye uipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Nemiwo, kunze, munotaridzika savanhu vakarurama kuvanhu asi mukati muzere nokubata vanhu kumeso uye uipi. Viz kapitola |