Mateo 23:21 - Shona BIBLE21 “Neanopika netemberi, anopika nayoo, neanogara mairi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nounopika netembere, unopika nayo, nounogara mairi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Neanopika netemberi, anopika nayoo, neanogara mairi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 uye munhu anopika neTemberi anopika nayo uye anopikawo nouyo anogara mairi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 uye munhu anopika neTemberi anopika nayo uye anopikawo nouyo anogara mairi. Viz kapitola |