Online Bible

- Reklamy -

Mateo 23:16 - Shona BIBLE

16 “Mune nhamo, imi vatungamiriri vakapofumara, munoti, ‘Ani naani anopika netemberi, hazvina hazvo; asi ani naani anopika nendarama yetemberi, ndiye ane mhosva.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Munenhamo, imi ʋatuŋgamiriri ʋakapofumara, munoti: Aninani unopika netembere, haɀina haɀo; asi aninani unopika nendarama yetembere, ndiye unemhoȿa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 “Mune nhamo, imi vatungamiriri vakapofumara, munoti, ‘Ani naani anopika netemberi, hazvina hazvo; asi ani naani anopika nendarama yetemberi, ndiye anemhosva.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvichakuwanai zvenyu, imi mapofu avatungamiri, munoti, ‘Kana munhu akapika neTemberi, hazvina mhosva, asi munhu akapika nendarama yomuTemberi anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvichakuwanai zvenyu, imi mapofu avatungamiri, munoti, ‘Kana munhu akapika neTemberi, hazvina mhosva, asi munhu akapika nendarama yomuTemberi anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake.’

Viz kapitola kopírovat

Mateo 23:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy