Online Bible

- Reklamy -

Mateo 23:15 - Shona BIBLE

15 “Mune nhamo, imi vanyori naVaFarisi, vanyengeri! Nokuti munofamba pagungwa napanyika kuzotapa mudzidzi mumwe; kana awanikwa, munomuita mwanakomana weGehena kukunda imi kaviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munofamba paguŋgwa napanyika kuzotapa mudzidzi mumŋe; kana awanikwa, munomuita mŋanakomana weGehena kukunda imi kaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munofamba pagungwa napanyika kuzotapa mudzidzi mumwe; kana awanikwa, munomuita mwanakomana weGehena kukunda imi kaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvichakuwanai imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi, munoyambuka makungwa muchidimuranisa masango kundopindutsa munhu mumwechete oga. Kana apinduka munomuita kuti ave munhu wokumoto muzhinji kakatopetwa kaviri kupinda imi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvichakuwanai imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi, munoyambuka makungwa muchidimuranisa masango kundopindutsa munhu mumwechete oga. Kana apinduka munomuita kuti ave munhu wokumoto muzhinji kakatopetwa kaviri kupinda imi.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 23:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy