Mateo 23:13 - Shona BIBLE13 “Mune nhamo, imi vanyori naVaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu ushe hwedenga; nokuti imi hamupindi mumene, naivo, vopinda, hamuvatenderi kupinda. [ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munopfigira ʋanhu ʋushe bgokuɗeŋga; nokuti imi hamupindi mumene, naiʋo, ʋopinda, hamuʋatenderi kupinda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu ushe hwedenga; nokuti imi hamupindi mumene, naivo, vopinda, hamuvatenderi kupinda. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Zvichakuwanai zvenyu imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga. Imi hamupindemo uye hamubvumiri vanenge vachida zvavo kupindamo. Viz kapitola |