Mateo 23:12 - Shona BIBLE12 Ani naani anozvikudza achaninipiswa, naani naani anozvininipisa, achakudzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Aninani unoɀikudza ucaninipiswa, naaninani unoɀininipisa, ucakudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ani naani anozvikudza achaninipiswa, naani naani anozvininipisa, achakudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Uyewo anozvidukupisa achakudzwa. Viz kapitola |