Mateo 22:42 - Shona BIBLE42 akati, “Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko?” Vakati kwaari, “WaDhavhidhi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 akati: Munofuŋgeiko pamsoro paKristu? Mŋanakomana waniko? Ʋakati kwaari: WaDavidi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 akati, “Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko?” Vakati kwaari, “WaDhavhidhi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.” Viz kapitola |