Mateo 22:33 - Shona BIBLE33 Vanhu vazhinji vachinzwa izvozvo, vakashamiswa nokudzidzisa kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋanhu ʋazhinji ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vanhu vazhinji vachinzwa izvozvo, vakashamiswa nokudzidzisa kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Uuzhinji hwavanhu pahwakazvinzwa hwakashamiswa nechidzidziso chake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Uuzhinji hwavanhu pahwakazvinzwa hwakashamiswa nechidzidziso chake. Viz kapitola |