Mateo 22:24 - Shona BIBLE24 vachiti, “Mudzidzisi, Mosesi akati, kana munhu akafa asina vana, munun'una wake ngaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake vana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ʋaciti: Mudzidzisi, Mosesi wakati, kana munhu akafa asinaʋana, munuŋuna wake ŋgaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake ʋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 vachiti, “Mudzidzisi, Mosesi akati, kana munhu akafa asina vana, munun'una wake ngaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Mudzidzisi, Mosesi akati kana murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kumugara nhaka kuti aberekere mukoma vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Mudzidzisi, Mosesi akati kana murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kumugara nhaka kuti aberekere mukoma vana. Viz kapitola |