Mateo 22:21 - Shona BIBLE21 Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakati kwaari: ⱿaKesari. Akati kwaʋari: Naiɀoɀo, ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.” Viz kapitola |