Mateo 22:17 - Shona BIBLE17 Zvino tiudzei, munofungeiko? Munhu anotenderwa kutera mutero waKesari here, kana kwete?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino tiʋudzei, munofuŋgeiko? Munhu unotenderwa kuripira Kesari mutero here, kana kwete? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino tiudzei, munofungeiko? Munhu anotenderwa kutera mutero waKesari here, kana kwete?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saka tiudzei kuti munofungei, zviri pamutemo here kutera mutero kuna Siza kana kuti kwete?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Saka tiudzei kuti munofungei, zviri pamutemo here kutera mutero kuna Siza kana kuti kwete?” Viz kapitola |