Mateo 22:13 - Shona BIBLE13 Zvino mambo akati kuvaranda, “Musungei makumbo namaoko, mumukandirei kunze murima; apo pachava nokuchema nokugeda–geda kwameno.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mambo akati kuʋaranda: Mumusuŋgei makumbo namaʋoko, mumukandirei kunze murima; apo pacaʋa nokucema nokugeɗa‐geɗa kwameno. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino mambo akati kuvaranda, “Musungei makumbo namaoko, mumukandirei kunze murima; apo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino. Viz kapitola |