Mateo 21:8 - Shona BIBLE8 Vazhinji pakati pavanhu vakawarira nguo dzavo munzira; vamwe vakatema matavi emiti vakaawarira munzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋazhinji pakati paʋanhu ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo munzira; ʋamŋe ʋakatema mataʋi emiti ʋakaawarira munzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vazhinji pakati pavanhu vakawarira nguo dzavo munzira; vamwe vakatema matavi emiti vakaawarira munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa. Viz kapitola |