Mateo 21:7 - Shona BIBLE7 vakauya nedhongi nemwana waro, vakaisa nguo dzavo pamusoro paro; Jesu ndokuritasva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ʋakaʋuya nemboŋgoro nemhuru, ʋakaisa ŋguʋo dzaʋo pamsoro padzo; akagara pamsoro padzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 vakauya nedhongi nemwana waro, vakaisa nguo dzavo pamusoro paro; Jesu ndokuritasva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakaunza dhongi nemwana waro. Vakawaridza hanzu dzavo pamadhongi aya, Jesu akabva atasva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakaunza dhongi nemwana waro. Vakawaridza hanzu dzavo pamadhongi aya, Jesu akabva atasva. Viz kapitola |