Mateo 21:41 - Shona BIBLE41 Vakati kwaari, “Achaparadza kwazvo vanhu avo vakaipa, akaisa vamwe varimi mumunda wemizambiringa, vachazomupa michero nenguva yavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋakati kwaari: Ucaparadza kwaɀo ʋanhu aʋo ʋakaipa, akaisa ʋamŋe ʋarimi mumunda wemizambiriŋga, ʋacazomupa ɀiɓereko neŋguʋa dzaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Vakati kwaari, “Achaparadza kwazvo vanhu avo vakaipa, akaisa vamwe varimi mumunda wemidzambiringa, vachazomupa michero nenguva yavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 “Achaparadza vanhu vakaipa ava norufu rwakaipisisa, achazopa munda wamagirepisi iwoyo kuna vamwe vokuti vaushandise vachimubhadhara vachimupa michero panguva yayo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 “Achaparadza vanhu vakaipa ava norufu rwakaipisisa, achazopa munda wamagirepisi iwoyo kuna vamwe vokuti vaushandise vachimubhadhara vachimupa michero panguva yayo.” Viz kapitola |