Mateo 21:2 - Shona BIBLE2 akati kwavari, “Endai kumusha wakatarisana nemi, pakarepo muchawana dhongi nemwana waro akasungirirwa, murisunungure, muuye naro kwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati kwaʋari: Endai kumusha wakatarisana nemi, pakarepo mucawana mboŋgoro yakasuŋgirwa, inemhuru yayo; mudzisunuŋgure, muʋuye nadzo kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akati kwavari, “Endai kumusha wakatarisana nemi, pakarepo muchawana dhongi nemwana waro akasungirirwa, murisunungure, muuye naro kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Endai mumusha wakatarisana nemi muchasvikowana dhongi rakasungirirwa nomwana waro Asunungurei muuye nawo kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Endai mumusha wakatarisana nemi muchasvikowana dhongi rakasungirirwa nomwana waro Asunungurei muuye nawo kwandiri. Viz kapitola |