Mateo 21:14 - Shona BIBLE14 Zvino mapofu navaikamhinha vakauya kwaari mutemberi akavaporesa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino mapofu naʋaikamhina ʋakaʋuya kwaari mutembere, akaʋaporesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino mapofu navaikamhinha vakauya kwaari mutemberi akavaporesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mapofu nemhetamakumbo vakauya kwaari muTemberi akavarapa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mapofu nemhetamakumbo vakauya kwaari muTemberi akavarapa. Viz kapitola |