Mateo 20:28 - Shona BIBLE28 Zvakaita soMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshandirwa, asi kushandira, nokupa upenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀakaita soMŋanakomana womunhu usina‐kuʋuya kuzoshumirwa, asi kushumira, nokupa ʋupenyu bgake ruʋe rudzikinuro rwaʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvakaita soMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshandirwa, asi kushandira, nokupa hupenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kunyange Mwanakomana womunhu, haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira vamwe uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kunyange Mwanakomana womunhu, haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira vamwe uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.” Viz kapitola |