Mateo 20:18 - Shona BIBLE18 “Tarirai, tinokwira Jerusaremu, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvapristi vakuru navanyori, vachamutongera rufu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Tarirai, tinokwira Jerusarema, Mŋanakomana womunhu ucaiswa kuʋaprista ʋakuru naʋanyori, ʋacamutoŋgera rufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Tarirai, tinokwira Jerusaremu, Mwanakomana womunhu achaiswa kuvapristi vakuru navanyori, vachamutongera rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Chinzwai, tavakukwira kuJerusaremu. Mwanakomana womunhu achaturirwa mumaoko avapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo. Vachamutongera rufu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Chinzwai, tavakukwira kuJerusaremu. Mwanakomana womunhu achaturirwa mumaoko avapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo. Vachamutongera rufu, Viz kapitola |