Mateo 20:15 - Shona BIBLE15 Ko handina kutenderwa kuita pandinoda napo here? Ziso rako rakaipa, nokuti ini ndakanaka here?’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ko handina‐kutenderwa kuita neɀaŋgu pandinoɗa napo here? Ziso rako rakaipa, nokuti ini ndakanaka here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Ko handina kutenderwa kuita pandinoda napo here? Ziso rako rakaipa, nokuti ini ndakanaka here?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Handibvumirwi here kuita madiro nezvinhu zvangu kana kuti une shanje nemwoyochena wangu here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Handibvumirwi here kuita madiro nezvinhu zvangu kana kuti une shanje nemwoyochena wangu here? Viz kapitola |