Mateo 20:13 - Shona BIBLE13 Akapindura, akati kuno mumwe wavo, ‘Shamwari, handikuitiri zvisakarurama; hauna kutenderana neni kuti upiwe dhinari here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akapindura, akati kunomumŋe waʋo: Shamŋari, handikuitiri ɀisakarurama; hauna‐kutenderana neni kuti upiwe denari here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akapindura, akati kunomumwe wavo, ‘Shamwari, handikuitiri zvisakarurama; hauna kutenderana neni kuti upiwe dhenari here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi iye akapindura mumwe wavo achiti, “Shamwari, handisi kukutadzira. Hauna kubvumirana neni here mubayiro wemari yedhenari? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi iye akapindura mumwe wavo achiti, “Shamwari, handisi kukutadzira. Hauna kubvumirana neni here mubayiro wemari yedhenari? Viz kapitola |