Mateo 20:10 - Shona BIBLE10 Vokutanga vakati vachiuya, vakafunga kuti tichapiwa kupfuura; ivo vakapiwawo mumwe nomumwe dhinari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋokutaŋga ʋakati ʋaciʋuya, ʋakati ʋacapiwa nokupfuʋura; iʋo ʋakapiwa ʋo mumŋe nomumŋe denari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vokutanga vakati vachiuya, vakafunga kuti tichapiwa kupfuura; ivo vakapiwawo mumwe nomumwe dhenari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vokutanga vaya pavakauyawo, vakafunga kuti vachagamuchira yakawanda, asi mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhenari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vokutanga vaya pavakauyawo, vakafunga kuti vachagamuchira yakawanda, asi mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhenari. Viz kapitola |