Online Bible

- Reklamy -




Mateo 20:1 - Shona BIBLE

1 “Nokuti ushe hwokudenga hwakafanana nasaimba, akabuda mangwanani kundotsvakira munda wake wemizambiringa vashandi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Nokuti ʋushe bgokuɗeŋga bgakafanana nomŋene weimba, wakaɓuɗa maŋgwanani kundotȿakira munda wake wemizambiriŋga ʋaɓati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Nokuti ushe hwokudenga hwakafanana nasaimba, akabuda mangwanani kundotsvakira munda wake wemidzambiringa vashandi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Umambo hwedenga hwakaita sasamusha akafumoenda kundotsvaka vashandi vokushanda mumunda wake wamagirepisi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Umambo hwedenga hwakaita sasamusha akafumoenda kundotsvaka vashandi vokushanda mumunda wake wamagirepisi.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 20:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy