Mateo 2:5 - Shona BIBLE5 Vakati kwaari, “MuBhetirehemu reJudhiya; nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita, zvichinzi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakati kwaari: PaBetrehema reJudea; nokuti ndiɀo ɀakanyorwa nomuprofita, ɀicinzi: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vakati kwaari, “MuBheterehemu reJudhea; nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita, zvichinzi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Viz kapitola |