Mateo 2:3 - Shona BIBLE3 Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo Herode aciɀinzwa, wakamanikidzwa, neJerusarema rose naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. Viz kapitola |