Mateo 2:23 - Shona BIBLE23 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti ɀakarebga naʋaprofita ɀiitike, kuti ucanzi muNazareta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” Viz kapitola |