Mateo 2:19 - Shona BIBLE19 Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Herode wakati afa, tarira, mutumŋa waShe akaʋonekwa naJosefa pakurota paEgipita, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Herodhi akati afa, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota muIjipiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Herodhi paakafa, hoyo mutumwa waTenzi akazvionesa kuna Josefi mukurota ari muIjipiti, Viz kapitola |