Mateo 19:7 - Shona BIBLE7 Vakati kwaari, “Mosesi wakagorayireiko kuti murume amupe rugwaro rwokumuramba, agomuramba?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakati kwaari: Mosesi wakagoraireiko kuti murume amupe rugwaro rwokumuramba, agomurasha? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vakati kwaari, “Mosesi wakagorayireiko kuti murume amupe rugwaro rwokumuramba, agomuramba?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ivo vakati kwaari, “Ko Mosesi akazoitirei kuti murume anofanira kupa mukadzi wake tsamba yokumurambisa nayo achibva amuramba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ivo vakati kwaari, “Ko Mosesi akazoitirei kuti murume anofanira kupa mukadzi wake tsamba yokumurambisa nayo achibva amuramba.” Viz kapitola |