Mateo 19:13 - Shona BIBLE13 Zvino vakauya navana vaduku kwaari, kuti aise maoko pamusoro pavo, avanyengeterere; vadzidzi vakavadzivisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋakaʋuya naʋana ʋaɗuku kwaari, kuti aise maʋoko pamsoro paʋo, aʋanyeŋgeterere; ʋadzidzi ʋakaʋaraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino vakauya navana vaduku kwaari, kuti aise maoko pamusoro pavo, avanyengeterere; vadzidzi vakavadzivisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino vamwe vanhu vakauisa vana kuna Jesu kuti aise maoko ake pavari achivanamatira. Vadzidzi vakarambidza vanhu ivavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino vamwe vanhu vakauisa vana kuna Jesu kuti aise maoko ake pavari achivanamatira. Vadzidzi vakarambidza vanhu ivavo. Viz kapitola |