Mateo 18:34 - Shona BIBLE34 Zvino ishe wake akatsamwa, akamuisa kuvarwadzi, kusvikira achizoripa chikwereti chake chose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino ishe wake akatsamŋa, akamuisa kuʋarwadzi, kuȿikira acizoripa cikwerete cake cose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvino ishe wake akatsamwa, akamuisa kuvarwadzi, kusvikira achizoripa chikwerete chake chose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose. Viz kapitola |