Mateo 11:28 - Shona BIBLE28 “Uyai kwandiri, imi mose makaneta, makaremerwa, ini ndichakuzorodzai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ʋuyai kwandiri, imi mose makaneta, makaremerwa, ini ndicakuzorodzai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Uyai kwandiri, imi mose makaneta, makaremerwa, ini ndichakuzorodzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Uyai kwandiri imi mose makaremerwa, makatakura mutoro unorema, ini ndichakuzorodzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Uyai kwandiri imi mose makaremerwa, makatakura mutoro unorema, ini ndichakuzorodzai. Viz kapitola |