Mateo 11:16 - Shona BIBLE16 “Asi ndichafananidza rudzi urwu neiko? Rwakafanana navana vagere padare, vanodanidzira kushamwari dzavo, vachiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi ndicafananidza rudzi urwu neiko? rwakafanana naʋana ʋagere paɗare, ʋanoɗanidzira kushamŋari dzaʋo, ʋaciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Asi ndichafananidza rudzi urwu neiko? Rwakafanana navana vagere padare, vanodanidzira kushamwari dzavo, vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti, Viz kapitola |