Mateo 11:12 - Shona BIBLE12 Kubva pamazuva aJohani Mubhabhatidzi kusvikira zvino, ushe hwedenga hunopambwa, vapambi vanohutora nesimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kubva pamazuʋa aJohane Mubapatidzi kuȿikira ɀino, ʋushe bgokuɗeŋga bgunopambga, ʋapambi ʋanobgutora nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kubva pamazuva aJohani Mubhabhatidzi kusvikira zvino, ushe hwedenga hunopambwa, vapambi vanohutora nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kubvira pamazuva aJohani Muombeki kusvikira iye zvino, umambo hwedenga hwakapinda mukurwiswa uye vanhu vechisimba vari kuhupamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kubvira pamazuva aJohani Muombeki kusvikira iye zvino, umambo hwedenga hwakapinda mukurwiswa uye vanhu vechisimba vari kuhupamba. Viz kapitola |