Mateo 10:41 - Shona BIBLE41 Anogamuchira muporofita muzita romuporofita achapiwa mubairo womuporofita; noanogamuchira akarurama muzita roakarurama, achapiwa mubairo woakarurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Unogamucira muprofita muzita romuprofita, ucapiwa muɓairo womuprofita; nounogamucira wakarurama muzita rowakarurama, ucapiwa muɓairo wowakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Anogamuchira muporofita muzita romuporofita achapiwa mubayiro womuporofita; noanogamuchira akarurama muzita roakarurama, achapiwa mubayiro woakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Anogamuchira muporofita pamusana pokuti muporofita anowanawo mubayiro womuporofita. Uyowo anogamuchira munhu akarurama pamusana pokuti munhu wakarurama achagamuchirawo mubayiro womunhu wakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Anogamuchira muporofita pamusana pokuti muporofita anowanawo mubayiro womuporofita. Uyowo anogamuchira munhu akarurama pamusana pokuti munhu wakarurama achagamuchirawo mubayiro womunhu wakarurama. Viz kapitola |