Mateo 10:37 - Shona BIBLE37 “Anoda baba kana mai kupfuureni, haana kufanireni; nounoda mwanakomana nomwanasikana kupfuureni, haana kufanireni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Unoɗa ɓaɓa kana mai kupfuʋureni, haana‐kufanireni; nounoɗa mŋanakomana nomŋanasikana kupfuʋureni, haana‐kufanireni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 “Anoda baba kana mai kupfuureni, haana kufanireni; nowanoda mwanakomana nomwanasikana kupfuureni, haana kufanireni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Munhu anoda baba namai kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Uyo anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Munhu anoda baba namai kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Uyo anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupinda ini haakodzeri kuva wangu. Viz kapitola |