Mateo 10:17 - Shona BIBLE17 Asi chenjerai vanhu, nokuti vachakuisai kumatare amakurukota, nokukurovai zvikuru mumasinagoge avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi cenjerai ʋanhu, nokuti ʋacakuisai kuʋuŋgano dzamakurukota, nokukuroʋai ɀikuru mumasinagoge aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi chenjerai vanhu, nokuti vachakuisai kumatare amakurukota, nokukurovai zvikuru mumasinagoge avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo. Viz kapitola |