Mateo 10:16 - Shona BIBLE16 “Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka chenjerai senyoka, mururame senjiva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka cenjerai senyoka, mururame senjiʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Tarirai, ndinokutumai samakwai pakati pamapere; saka chenjerai senyoka, mururame senjiva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Tarirai, ndinokutumai sehwai mukati memhumhi, nezvo ngwarai senyoka asi makarurama senjiva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Tarirai, ndinokutumai sehwai mukati memhumhi, nezvo ngwarai senyoka asi makarurama senjiva. Viz kapitola |