Mateo 10:14 - Shona BIBLE14 Ani naani asingakugamuchirii, kana kunzwa mashoko enyu, kana muchibva paimba iyo kana paguta iro, muzunze guruva riri patsoka dzenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Aninani usiŋgakugamuciriyi, kana kunzwa mashoko enyu, kana mucibva paimba iyo kana paguta iro, muzuze guruʋa riri patsoka dzenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ani naani asingakugamuchirii, kana kunzwa mashoko enyu, kana muchibva paimba iyo kana paguta iro, muzunze guruva riri patsoka dzenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana munhu asingadi kukugamuchirai kana kuteerera mazwi enyu, gumai guruva retsoka dzenyu pamunenge mava kubva pamba ipapo kana guta iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana munhu asingadi kukugamuchirai kana kuteerera mazwi enyu, gumai guruva retsoka dzenyu pamunenge mava kubva pamba ipapo kana guta iroro. Viz kapitola |