Mateo 10:11 - Shona BIBLE11 “Muguta kana mumusha mamunopinda, bvunzai kuti ndiani arimo akafanira; mugarepo kusvikira muchibva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Muguta kana musha pose pamunopinda, bvunzai kuti ndiani uri’mo wakafanira; mugare’po kuȿikira mucibva. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Muguta kana mumusha mamunopinda, bvunzai kuti ndiani arimo akafanira; mugarepo kusvikira muchibva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Guta riri rose ramunopinda kana musha uri wose wamunopinda bvunzai kuti ndiani anokodzera mauri. Garai naye kusvikira mabvamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Guta riri rose ramunopinda kana musha uri wose wamunopinda bvunzai kuti ndiani anokodzera mauri. Garai naye kusvikira mabvamo. Viz kapitola |