Mateo 1:25 - Shona BIBLE25 akasamuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akasamuziʋa kuȿikira aɀara mŋanakomana wake weɗaŋgwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 akasamuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu. Viz kapitola |