Mateo 1:24 - Shona BIBLE24 Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ino Josefa akamuka pahope dzake akaita seɀaakarairwa nomutumŋa waShe, akatora mukadzi wake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi. Viz kapitola |