Mateo 1:1 - Shona BIBLE1 Mazita amadzitateguru aJesu Kristu, mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahamu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mazita amadziteteguru aJesu Kristu, mŋanakomana waDavidi, mŋanakomana waAbrahama: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mazita amadzitateguru aJesu Kristu, mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahamu: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Uyu ndiwo mudungwe wamazita amadzitateguru aJesu Kristu Mwanakomana waDhavhidhi mwanakomana waAbhurahamu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Uyu ndiwo mudungwe wamazita amadzitateguru aJesu Kristu Mwanakomana waDhavhidhi mwanakomana waAbhurahamu. Viz kapitola |