Mariko 9:8 - Shona BIBLE8 Kamwe, vakati vachiringaringa, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi anavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kamŋe, ʋakati ʋaciriŋgariŋga, haʋana‐kuzoʋona munhu, asi Jesu ɓedzi anaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Kamwe, vakati vachiringaringa, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi anavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo. Viz kapitola |