Mariko 9:20 - Shona BIBLE20 Vakauya naye kwaari; akati achimuona, pakarepo mweya ukamubvundisa, akawira pasi, akakunguruka, achipupuma furo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋakaʋuya naye kwaari; wakati acimuʋona, pakarepo mŋeya ukamubvundisa, akawira pasi, akakuŋguruka, acipupuma furo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vakauya naye kwaari; akati achimuona, pakarepo mweya ukamubvundisa, akawira pasi, akakunguruka, achipupuma furo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakauya nomukomana uya kwaari, mweya pawakaona Jesu wakabva wapfurupfutisa mukomana uya, akawira pasi akaumburuka achipupa furo kumuromo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vakauya nomukomana uya kwaari, mweya pawakaona Jesu wakabva wapfurupfutisa mukomana uya, akawira pasi akaumburuka achipupa furo kumuromo. Viz kapitola |