Mariko 9:18 - Shona BIBLE18 Kwose kwaanomubata, anomuwisira pasi, achipupuma furo, achigeda–geda meno, uye anoonda kwazvo. Ndakataura navadzidzi venyu kuti vaubudise, vakasagona.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kwose kwaanomuɓata, unomuwisira pasi, acipupuma furo, acigeɗa‐geɗa meno, ʋuye unowonda kwaɀo; ndakataura naʋadzidzi ʋenyu kuti ʋauɓuɗise, ʋakasagona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kwose kwaanomubata, anomuwisira pasi, achipupuma furo, achigeda-geda meno, uye anoonda kwazvo. Ndakataura navadzidzi venyu kuti vaubudise, vakasagona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kwose kwose kwaunomubata unomuwisira pasi womupupisa furo achirumanidza mazino, obva ati papata kuoma. Zvino ndakumbira vadzidzi venyu kuti vaudzinge asi vakoniwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kwose kwose kwaunomubata unomuwisira pasi womupupisa furo achirumanidza mazino, obva ati papata kuoma. Zvino ndakumbira vadzidzi venyu kuti vaudzinge asi vakoniwa.” Viz kapitola |